Isaya 49:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvanzi naJehovha,“Hongu vatapwa vachatorwa kubva kumhare, uye zvakapambwa kubva kune anotyisa; ndicharwa navanorwa newe, uye vana vako ndichavaponesa.

Isaya 49

Isaya 49:15-26