Isaya 49:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naIshe Jehovha,“Tarira ndichasimudza ruoko rwangu kuvaHedheni, ndichasimudzira mureza wangu kumarudzi; vachauya navanakomana vako vari mumaoko avo, uye vachatakura vanasikana vako pamapfudzi avo.

Isaya 49

Isaya 49:15-26