Isaya 49:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uchati mumwoyo mako, ‘Ndianiko akandiberekera ava? ndakanga ndafirwa uye ndisina mwana; ndakanga ndadzingwa uye ndarambwa. Ndianiko akarera ava? Ndakasiyiwa ndiri ndoga, asi ava, vabvepiko?’ ”

Isaya 49

Isaya 49:19-26