Isaya 46:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanochisimudzira pamapfudzi avo vagochitakura; vanochigadzika panzvimbo yacho, uye hecho chomira, hachigoni kufamba kuti chibvepo. Kunyange mumwe akadanidzira kwachiri, hachipinduri; hachigoni kumuponesa kubva pamatambudziko ake.

Isaya 46

Isaya 46:2-8