Isaya 46:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vanodurura goridhe kubva muhomwe dzavo, uye vanoyera sirivha pazviyero; vanotsvaka mupfuri kuti avaitire chimwari, vagopfugama kuti vachinamate.

Isaya 46

Isaya 46:1-13