Isaya 46:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange kusvikira pakuchembera kwenyu, bvudzi rachena, ndini iye, ndini ndichakururamisai. Ndakakuitai uye ndichakutakurai; ndichakuraramisai uye ndichakununurai.

Isaya 46

Isaya 46:1-10