Isaya 46:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndinzwei, imi imba yaJakobho, imi mose vanosara veimba yaIsraeri, imi vandakasimudzira kubvira muchiri mudumbu, uye ndikakutakurai kubvira pakuzvarwa kwenyu.

Isaya 46

Isaya 46:1-12