Isaya 46:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kumabvazuva ndinodana gondo; kubva kunyika iri kure kure ndinodana munhu achazadzisa kuda kwangu. Zvandakareva ndichaita kuti zviitike; zvandakaronga, ndichazviita.

Isaya 46

Isaya 46:4-12