Isaya 46:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinozivisa magumo kubva pakutanga, kubva panguva yekare kare, izvo zvichiri kuuya. Ndinoti: Zvandakaronga zvichaitika, uye ndichaita zvose zvandinoda.

Isaya 46

Isaya 46:3-13