Isaya 44:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vanoita zvifananidzo havana maturo, uye zvinhu zvavanofarira hazvibatsiri. Vose vangada kuvapupurira mapofu; havazivi, ndiko kuchava kunyadziswa kwavo.

Isaya 44

Isaya 44:4-12