Isaya 44:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musadedera, musatya. Handina kuparidza izvi here uye ndikazvitaura kare kare? Imi muri zvapupu zvangu. Kune mumwe Mwari kunze kwangu here? Kwete, hakuna rimwe Dombo; hakuna rimwe randinoziva.”

Isaya 44

Isaya 44:2-13