Isaya 44:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Rangarira zvinhu izvi, iwe Jakobho, nokuti uri muranda wangu, iwe Israeri. Ndakakuita, uri muranda wangu; haiwa Israeri, handichakukanganwizve.

Isaya 44

Isaya 44:13-22