Isaya 44:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anodya madota, mwoyo wakanyengerwa unomutsausa; haagoni kuzviponesa kana kuti ati, “Ko, chinhu ichi chiri muruoko rwangu rworudyi hachisi chenhema here?”

Isaya 44

Isaya 44:10-25