Isaya 44:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mupfuri anotora chokupfurisa agochishandisa mumazimbe; anoita chifananidzo nenyundo, agochiumba nesimba roruoko rwake. Anonzwa nzara agorasikirwa nesimba rake. Mukusanwa kwake mvura anobva aziya.

Isaya 44

Isaya 44:10-20