Isaya 44:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye navamwe vake vachanyadziswa; mhizha hadzizi chinhu asi vanhu zvavo. Ngavaungane vose pamwe chete uye vamire vasingazungunuswi; vachaderedzwa, uye vachatya vachanyadziswa.

Isaya 44

Isaya 44:3-21