Isaya 43:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usatya, nokuti ndinewe; ndichauyisa vana vako kubva kumabvazuva, ndichakuunganidzai kubva kumavirira.

Isaya 43

Isaya 43:1-6