Isaya 43:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvo uchikosha uye uchikudzwa pamberi pangu, uye nokuti ndinokuda, ndichaisa vanhu panzvimbo yako, namarudzi avanhu pachinzvimbo choupenyu hwako.

Isaya 43

Isaya 43:1-5