Isaya 42:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ini, Jehovha, ndakakudana mukururama; ndichabata ruoko rwako. Ndichakuchengeta ndigokuita kuti uve sungano yavanhu nechiedza kuvaHedheni,

Isaya 42

Isaya 42:4-11