Isaya 42:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naMwari Jehovha, iye akasika matenga akaatatamura, akatambanudza nyika nezvose zvinobuda mairi, anopa kufema kuvanhu vayo, noupenyu kuna avo vanofamba pamusoro payo:

Isaya 42

Isaya 42:1-9