Isaya 41:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

tiudzei kuti ramangwana rinei, kuti tizive kana imi muri vanamwari. Itai chimwe chinhu, chingava chakanaka kana chakaipa, kuitira kuti tigoshamiswa tigozadzwa nokutya.

Isaya 41

Isaya 41:14-28