Isaya 41:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uyai nezvifananidzo zvenyu zvitiudze zvichaitika. Tiudzei zvinhu zvakare kuti zvaiva zvipi, kuti zvimwe tizviongorore tigoziva magumo azvo. Kana kuti tizivisei, zvinhu zvichaitika,

Isaya 41

Isaya 41:21-29