Isaya 41:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usatya Jakobho iwe honye, iwe mudiki Israeri, nokuti ini iyeni ndichakubatsira,” ndizvo zvinotaura Jehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri.

Isaya 41

Isaya 41:5-24