Isaya 41:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndini Jehovha, Mwari wako, anobata ruoko rwako rworudyi achiti kwauri, Usatya; ndichakubatsira.

Isaya 41

Isaya 41:4-22