Isaya 40:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anogara samambo pamusoro pedenderedzwa renyika, uye vanhu vayo vakaita semhashu. Anotambanudza matenga setende, agoawaridzira setende kuti agaremo.

Isaya 40

Isaya 40:20-26