Isaya 40:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamuzivi here? Hamuna kunzwa here? Hamuna kumbozviudzwa kubva pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubva pakuvamba kwenyika here?

Isaya 40

Isaya 40:20-31