Isaya 37:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kwaari, “Zvanzi naHezekia: Nhasi izuva renhamo nokutukwa uye kunyadziswa, sezvinoitika kana vana vakasvika pakuzvarwa asi simba rokusununguka pasina.

Isaya 37

Isaya 37:1-6