Isaya 37:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatuma Eriakimu mutariri womuzinda wamambo, naShebhina munyori, navakuru vavaprista, vose vakapfeka masaga, kumuprofita Isaya mwanakomana waAmozi.

Isaya 37

Isaya 37:1-9