Isaya 37:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vawo, vapererwa nesimba, vavhundutswa nokunyadziswa. Vafanana nembeu mumunda, namabukira manyoro, sebundo ramera padenga remba, ratsva risati rakura.

Isaya 37

Isaya 37:25-31