Isaya 37:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hauna kunzwa here? Izvi ndakazviita kare. Ndakazvironga pamazuva akare; zvino ndaita kuti zviitike, nokuti wakaparadza maguta akakomberedzwa akava mirwi yamatombo.

Isaya 37

Isaya 37:24-31