Isaya 37:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Navaranda vako watutira kutuka pamusoro paIshe. Uye wakati, ‘Nengoro dzangu zhinji ndakakwira makomo marefu, kumusoro-soro kweRebhanoni. Ndakatema misidhari yayo mirefu refu, nemisipuresi yayo yakanakisisa. Ndakasvika kumusorosoro kwayo, nokumasango ayo akanakisisa.

Isaya 37

Isaya 37:15-27