Isaya 37:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko wawatuka uye ukamhura? Ndianiko wawasimudzira inzwi rako, uye ukasimudzira meso ako uchizvikudza? Ndiye Mutsvene waIsraeri!

Isaya 37

Isaya 37:20-32