Isaya 36:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino chiuya, ita sungano natenzi wangu, mambo weAsiria: Ndichakupa mabhiza anokwana zviuru zviviri, kana ukagona kuisa vatasvi pamusoro pawo!

Isaya 36

Isaya 36:1-15