Isaya 36:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ukati kwandiri, “Isu tinovimba naJehovha Mwari wedu,” haasi iye here ane nzvimbo dzakakwirira nearitari dzakabviswa naHezekia, iye akati kuJudha neJerusarema, “Munofanira kunamata pamberi pearitari iyi”?

Isaya 36

Isaya 36:1-9