Isaya 36:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo weAsiria akatuma mukuru wehondo yake nehondo huru achibva kuRakishi kuna Mambo Hezekia muJerusarema. Mukuru wehondo akati amira pamugero weDziva roKumusoro, pamugwagwa unoenda kuMunda woMusuki,

Isaya 36

Isaya 36:1-12