Isaya 36:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namana rokutonga kwaMambo Hezekia, Senakeribhi mambo weAsiria akarwisa maguta ose akakomberedzwa aJudha akaapamba.

Isaya 36

Isaya 36:1-9