Isaya 34:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyati dzichawa pamwe navo nehono dzemhuru nehando huru. Nyika yavo ichanyorova neropa, uye guruva richazara mafuta.

Isaya 34

Isaya 34:5-15