Isaya 34:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munondo waJehovha wakanyura muropa, wakafukidzwa namafuta, iro ropa ramakwayana nerembudzi, namafuta anobva paitsvo dzamakondohwe. Nokuti Jehovha ane chibayiro muBozira uye nokuuraya kukuru muEdhomu.

Isaya 34

Isaya 34:2-12