Isaya 33:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika inochema uye yoparara, Rebhanoni yanyadziswa uye yasvava; Sharoni yafanana neArabha, uye Bhashani neKarimeri dzakurumuka mashizha adzo.

Isaya 33

Isaya 33:1-11