Isaya 33:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Migwagwa mikuru yasiyiwa, vafambi havachisimo mumigwagwa. Sungano yaputswa, zvapupu zvayo zvazvidzwa, hapachina anoremekedzwa.

Isaya 33

Isaya 33:6-16