Isaya 33:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uyu ndiye munhu achagara pakakwirira, nhare dzegomo dzichava utiziro hwake. Zvokudya zvake achazvipiwa, uye haangashayiwi mvura.

Isaya 33

Isaya 33:8-20