Isaya 33:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye anofamba nokururama uye anotaura zvakanaka, anoramba pfuma inobva pakumanikidza uye anodzivisa ruoko rwake kugamuchira fufuro, anodzivisa nzeve dzake kunzwa rangano dzokuuraya, uye anotsinzina meso ake kuti arege kuona zvakaipa,

Isaya 33

Isaya 33:14-23