Isaya 31:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vaIjipita vanhu uye havasi Mwari, mabhiza avo inyama uye haasi mweya. Zvino panotambanudza Jehovha ruoko rwake, uyo anobatsira achagumburwa, uyo achabatsirwa achawa; vose vachaparara pamwe chete.

Isaya 31

Isaya 31:2-9