Isaya 31:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro naiyewo akachenjera uye anogona kuuyisa nhamo; haangadzosi mashoko ake. Iye achamukira imba yavakaipa, naavo vanobatsira vanoita zvakaipa.

Isaya 31

Isaya 31:1-9