Isaya 3:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Tarirai zvino, Ishe Jehovha Wamasimba Ose ava kuda kutora zvose rutsigiro nomudonzvo, kubva kuJerusarema neJudha; rutsigiro rwose rwezvokudya norutsigiro rwose rwemvura,

2. mhare nomurwi, mutongi nomuprofita, muvuki nomukuru,

Isaya 3