Isaya 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro vakadzi vanomwe vachabata murume mumwe vachiti, “Tichadya zvokudya zvedu nokuzvitsvakira zvokufuka; Tinongoda kudanwa nezita rako bedzi. Bvisa kunyadziswa kwedu!”

Isaya 4

Isaya 4:1-6