Isaya 27:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panooma matavi acho, anovhuniwa, uye vakadzi vanouya vovesa moto nawo. Nokuti vanhu ava havana njere; nokudaro Muiti wavo haachina tsitsi pamusoro pavo, uye Musiki wavo haangavaitiri nyasha.

Isaya 27

Isaya 27:1-13