Isaya 27:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Guta rakakomberedzwa norusvingo rasiyiwa rava dongo, hwava ugaro hwakasiyiwa, kufanana nerenje; mhuru dzofura ikoko, uye ikoko ndiko kwadzinovata; dzinosiya matavi asisina chinhu.

Isaya 27

Isaya 27:7-13