Isaya 25:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, Jehovha ndimi Mwari wangu; ndichakukudzai uye ndicharumbidza zita renyu, nokuti nokutendeka kukuru makaita zvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvamakaronga kare kare.

Isaya 25

Isaya 25:1-4