Isaya 2:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Vachatizira kumapako amatombo nokumikaha yakarembera, nokuda kwokutya Jehovha, uye nokubwinya kwoumambo