Isaya 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachatizira kumapako amatombo nokumikaha yakarembera, nokuda kwokutya Jehovha, uye nokubwinya kwoumambo hwake, paanosimuka kuti azungunutse nyika.

Isaya 2

Isaya 2:12-22